Uku ndiko kukumbira kuti mafingerprints angu nepikicha zviparadzwe. Ndinobvuma kuti ndichaziviswa nekunyora pakero yakapihwa pazasi kana chikumbiro chagamuchirwa uyezve kana maitiro apera. Ndinobvumawo kuti chikumbiro ichi hachingagamuchirwe kana mamiriro ezvinhu ari kunze kwegwaro reVictoria Police department Policy.